Ezra 3:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vakabva vaita Mutambo Wematumba maererano nezvakanyorwa,+ uye zuva nezuva vaipa zvibayiro zvinopiswa zvine uwandu hwakanga hwataurwa kuti ndihwo hwaidiwa zuva rimwe nerimwe.+
4 Vakabva vaita Mutambo Wematumba maererano nezvakanyorwa,+ uye zuva nezuva vaipa zvibayiro zvinopiswa zvine uwandu hwakanga hwataurwa kuti ndihwo hwaidiwa zuva rimwe nerimwe.+