Numeri 19:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “‘Munhu akachena achaunganidza madota emhou+ yacho, oaisa kunze kwemusasa munzvimbo yakachena, uye madota acho anofanira kuchengetwa neungano yevaIsraeri kuti vazoashandisa pakugadzirisa mvura yekuchenesa+ nayo. Icho chibayiro chechivi.
9 “‘Munhu akachena achaunganidza madota emhou+ yacho, oaisa kunze kwemusasa munzvimbo yakachena, uye madota acho anofanira kuchengetwa neungano yevaIsraeri kuti vazoashandisa pakugadzirisa mvura yekuchenesa+ nayo. Icho chibayiro chechivi.