-
Joshua 19:49Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
49 Saka vakapedza kukamura nyika yacho kuti ive nhaka yavo vachitevera miganhu yayo. VaIsraeri vakabva vapa Joshua mwanakomana waNuni nhaka pakati pavo.
-