Joshua 24:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndakazotuma Mozisi naAroni,+ ndikatambudza vaIjipiti nezvandakaita pakati pavo,+ ndikabva ndakubudisai imomo. 1 Samueri 12:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Jakobho paakanga angopinda muIjipiti+ uye madzitateguru enyu paakatanga kushevedzera kuna Jehovha kuti abatsirwe,+ Jehovha akatuma Mozisi+ naAroni kuti vatungamirire madzitateguru enyu kubva muIjipiti uye kuti vaagarise munzvimbo ino.+
5 Ndakazotuma Mozisi naAroni,+ ndikatambudza vaIjipiti nezvandakaita pakati pavo,+ ndikabva ndakubudisai imomo.
8 “Jakobho paakanga angopinda muIjipiti+ uye madzitateguru enyu paakatanga kushevedzera kuna Jehovha kuti abatsirwe,+ Jehovha akatuma Mozisi+ naAroni kuti vatungamirire madzitateguru enyu kubva muIjipiti uye kuti vaagarise munzvimbo ino.+