Numeri 11:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Vachibva paKibroti-hataavha vanhu vakasimuka vachienda kuHazeroti, uye vakaramba vari paHazeroti.+ Numeri 12:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Vanhu vakabva vatama kubva paHazeroti,+ vakanodzika musasa murenje reParani.+
35 Vachibva paKibroti-hataavha vanhu vakasimuka vachienda kuHazeroti, uye vakaramba vari paHazeroti.+