Dheuteronomi 10:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “VaIsraeri vakabva vasimuka kuBheeroti Bhene-jaakani vakaenda kuMosera. Aroni akafira ikoko akavigwa,+ uye mwanakomana wake Eriyezari akatanga kushumira semupristi panzvimbo pake.+
6 “VaIsraeri vakabva vasimuka kuBheeroti Bhene-jaakani vakaenda kuMosera. Aroni akafira ikoko akavigwa,+ uye mwanakomana wake Eriyezari akatanga kushumira semupristi panzvimbo pake.+