Dheuteronomi 34:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Mozisi akabva murenje reMoabhi akakwira muGomo reNebho,+ pamusoro pePisga,+ rakatarisana neJeriko.+ Uye Jehovha akamuratidza nyika yacho yese, kubva kuGiriyedhi kusvikira kuDhani,+
34 Mozisi akabva murenje reMoabhi akakwira muGomo reNebho,+ pamusoro pePisga,+ rakatarisana neJeriko.+ Uye Jehovha akamuratidza nyika yacho yese, kubva kuGiriyedhi kusvikira kuDhani,+