Joshua 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nyika yakapiwa+ dzinza raJudha* kuti ive yemhuri dzavo yaisvika kumuganhu weEdhomu,+ renje reZini, uye kunoperera Negebhu, kumaodzanyemba kwayo. Joshua 16:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nyika yakagoverwa vanhu vekwaJosefa+ pachishandiswa mujenya+ yaitangira paJodhani kuJeriko ichisvika kuchitubu chiri kumabvazuva kweJeriko, ichipfuura nemugwenga ichikwira kubva kuJeriko kuenda kumakomo ekuBheteri.+ Joshua 18:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Dzinza raBhenjamini rakapiwa mugove waro pachishandiswa mujenya, maererano nemhuri dzavo, uye nyika yavakapiwa yaiva pakati perudzi rwaJudha+ nevanhu vekwaJosefa.+
15 Nyika yakapiwa+ dzinza raJudha* kuti ive yemhuri dzavo yaisvika kumuganhu weEdhomu,+ renje reZini, uye kunoperera Negebhu, kumaodzanyemba kwayo.
16 Nyika yakagoverwa vanhu vekwaJosefa+ pachishandiswa mujenya+ yaitangira paJodhani kuJeriko ichisvika kuchitubu chiri kumabvazuva kweJeriko, ichipfuura nemugwenga ichikwira kubva kuJeriko kuenda kumakomo ekuBheteri.+
11 Dzinza raBhenjamini rakapiwa mugove waro pachishandiswa mujenya, maererano nemhuri dzavo, uye nyika yavakapiwa yaiva pakati perudzi rwaJudha+ nevanhu vekwaJosefa.+