Numeri 13:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Saka vakadzoka kurenje reParani, kuKadheshi+ kwaiva naMozisi naAroni neungano yese yevaIsraeri. Vakadzoka neshoko kuungano yese, vakavaratidza michero yenyika yacho. Numeri 32:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Izvozvo ndizvo zvakaitwa nemadzibaba enyu pandakavatuma kubva kuKadheshi-bhaneya kuti vanoona nyika yacho.+
26 Saka vakadzoka kurenje reParani, kuKadheshi+ kwaiva naMozisi naAroni neungano yese yevaIsraeri. Vakadzoka neshoko kuungano yese, vakavaratidza michero yenyika yacho.
8 Izvozvo ndizvo zvakaitwa nemadzibaba enyu pandakavatuma kubva kuKadheshi-bhaneya kuti vanoona nyika yacho.+