Numeri 34:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Uye muchatora jinda rimwe chete padzinza rimwe nerimwe kuti vaganhure-ganhure nyika kuti ive nhaka yenyu.+ Dheuteronomi 32:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Wekumusorosoro paakapa marudzi nhaka yawo,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,*+Akaisa muganhu wemarudzi+Zvichienderana nekuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+ Joshua 19:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 Idzi ndidzo nhaka dzakagovewa+ nemupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vedzimba dzemadzibaba emadzinza aIsraeri pachishandiswa mujenya muShiro+ pamberi paJehovha, pasuo retende rekusanganira.+ Saka vakapedza kugova nyika yacho. Mabasa 17:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Uye akaita marudzi ese evanhu kubva pamunhu mumwe chete,+ kuti agare panyika yese,+ uye akatara nguva akaisa miganhu yepaizogara vanhu,+
18 Uye muchatora jinda rimwe chete padzinza rimwe nerimwe kuti vaganhure-ganhure nyika kuti ive nhaka yenyu.+
8 Wekumusorosoro paakapa marudzi nhaka yawo,+Paakaparadzanisa vanakomana vaAdhamu,*+Akaisa muganhu wemarudzi+Zvichienderana nekuwanda kwevanakomana vaIsraeri.+
51 Idzi ndidzo nhaka dzakagovewa+ nemupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vedzimba dzemadzibaba emadzinza aIsraeri pachishandiswa mujenya muShiro+ pamberi paJehovha, pasuo retende rekusanganira.+ Saka vakapedza kugova nyika yacho.
26 Uye akaita marudzi ese evanhu kubva pamunhu mumwe chete,+ kuti agare panyika yese,+ uye akatara nguva akaisa miganhu yepaizogara vanhu,+