Genesisi 49:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, nekuti kune utsinye, uye hasha dzavo ngadzitukwe, nekuti dzakanyanyisa.+ Rega ndiite kuti vapararire pakati paJakobho, uye rega ndiite kuti vapararire pakati paIsraeri.+ Dheuteronomi 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Vapristi vedzinza raRevhi, uye vanhu vedzinza rese zvaro raRevhi, havafaniri kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete naIsraeri. Vachadya zvinobva pamipiro inopisirwa Jehovha nemoto, zvinova ndizvo nhaka yake.+ Joshua 14:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vanhu vekwaJosefa vaiverengwa semadzinza maviri,+ raManase neraEfremu;+ uye vaRevhi havana kupiwa mugove munyika yacho, kunze kwemaguta+ ekuti vagare nemafuro awo kuitira zvipfuwo zvavo nepfuma yavo.+
7 Kutsamwa kwavo ngakutukwe, nekuti kune utsinye, uye hasha dzavo ngadzitukwe, nekuti dzakanyanyisa.+ Rega ndiite kuti vapararire pakati paJakobho, uye rega ndiite kuti vapararire pakati paIsraeri.+
18 “Vapristi vedzinza raRevhi, uye vanhu vedzinza rese zvaro raRevhi, havafaniri kupiwa mugove kana nhaka pamwe chete naIsraeri. Vachadya zvinobva pamipiro inopisirwa Jehovha nemoto, zvinova ndizvo nhaka yake.+
4 Vanhu vekwaJosefa vaiverengwa semadzinza maviri,+ raManase neraEfremu;+ uye vaRevhi havana kupiwa mugove munyika yacho, kunze kwemaguta+ ekuti vagare nemafuro awo kuitira zvipfuwo zvavo nepfuma yavo.+