2 “Udza vaIsraeri kuti, ‘Sarudzai maguta enyu ekupotera+ andakataura nezvawo kwamuri ndichishandisa Mozisi, 3 kuti munhu anouraya mumwe munhu asingaiti nemaune kana kuti anouraya netsaona atizire ikoko. Uye maguta acho ndiwo amuchapotera pamunotiza mutsivi weropa.+