Dheuteronomi 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Munhu wacho anofanira kuurayiwa chete kana papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+ Haafaniri kuurayiwa kana papiwa uchapupu nemunhu mumwe chete.+ Dheuteronomi 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “Hapana chapupu chimwe chete chinofanira kupupura kuti mumwe munhu akapara mhosva kana kuti akaita chivi.+ Nyaya inofanira kutongwa papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+ VaHebheru 10:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Munhu wese anenge ashora Mutemo waMozisi anourayiwa asinganzwirwi tsitsi kana papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+
6 Munhu wacho anofanira kuurayiwa chete kana papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+ Haafaniri kuurayiwa kana papiwa uchapupu nemunhu mumwe chete.+
15 “Hapana chapupu chimwe chete chinofanira kupupura kuti mumwe munhu akapara mhosva kana kuti akaita chivi.+ Nyaya inofanira kutongwa papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+
28 Munhu wese anenge ashora Mutemo waMozisi anourayiwa asinganzwirwi tsitsi kana papiwa uchapupu nevanhu vaviri kana vatatu.+