-
2 Samueri 6:6, 7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Asi pavakasvika paburiro* raNakoni, Uza akatambanudzira ruoko rwake kuAreka yaMwari wechokwadi, akaibata,+ nekuti yakanga yava kudonhedzwa nemombe. 7 Jehovha akabva atsamwira Uza zvikuru, Mwari wechokwadi akamurova+ ipapo nemhaka yekusaremekedza kwaakaita,+ uye akafira ipapo padivi peAreka yaMwari wechokwadi.
-