RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 5:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Achabvisa muripo wechivi chaakaitira nzvimbo tsvene uye achawedzerawo chikamu chimwe chete pazvishanu pamutengo waro.+ Achachipa mupristi, kuti mupristi wacho amuyananisire+ negondohwe rechibayiro chemhosva, uye achakanganwirwa.+

  • Revhitiko 6:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Uye achatora pamakwai ake gondohwe rakanaka rinoenderana nemutengo wakatarwa sechibayiro chake chemhosva, ouya naro kumupristi kuti ape kuna Jehovha kuti rive chibayiro chemhosva.+ 7 Mupristi achamuyananisira pamberi paJehovha, uye achakanganwirwa chero chaangava akaita, chakaita kuti ave nemhosva.”+

  • Revhitiko 7:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Mutemo wechibayiro chechivi unoshandawo pachibayiro chemhosva; nyama yacho ndeyemupristi anoyananisira nechibayiro chacho.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe