Eksodho 6:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Aroni akatora Erishebha, mwanasikana waAminadhabhi, hanzvadzi yaNashoni,+ kuti ave mudzimai wake. Akamuberekera Nadhabhi, Abhihu, Eriyezari, naItamari.+ Ruka 3:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jesu+ paakatanga basa rake, aiva nemakore angasvika 30,+ uye sekufungwa kwazvaiitwa, aiva mwanakomanawaJosefa,+mwanakomana waHirai, Ruka 3:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 mwanakomana waAminadhabhi,mwanakomana waAnai,mwanakomana waHezroni,mwanakomana waPerezi,+mwanakomana waJudha,+ Mabhuku eChiShona (1973-2025) Buda Pinda Shona Tumirawo Vamwe Zvaunofarira Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania Terms of Use Privacy Policy Privacy Settings JW.ORG Pinda Tumirawo Vamwe Tumira Vamwe neEmail
23 Aroni akatora Erishebha, mwanasikana waAminadhabhi, hanzvadzi yaNashoni,+ kuti ave mudzimai wake. Akamuberekera Nadhabhi, Abhihu, Eriyezari, naItamari.+
23 Jesu+ paakatanga basa rake, aiva nemakore angasvika 30,+ uye sekufungwa kwazvaiitwa, aiva mwanakomanawaJosefa,+mwanakomana waHirai, Ruka 3:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 mwanakomana waAminadhabhi,mwanakomana waAnai,mwanakomana waHezroni,mwanakomana waPerezi,+mwanakomana waJudha,+
33 mwanakomana waAminadhabhi,mwanakomana waAnai,mwanakomana waHezroni,mwanakomana waPerezi,+mwanakomana waJudha,+