Eksodho 30:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Pese paunoverenga vanakomana vaIsraeri+ kuti uzive kuti vakawanda sei, mumwe nemumwe anofanira kupa Jehovha rudzikinuro rweupenyu hwake* panguva yavanenge vachiverengwa. Izvi zvinoitirwa kuti varege kuunzirwa dambudziko pavanenge vachiverengwa.
12 “Pese paunoverenga vanakomana vaIsraeri+ kuti uzive kuti vakawanda sei, mumwe nemumwe anofanira kupa Jehovha rudzikinuro rweupenyu hwake* panguva yavanenge vachiverengwa. Izvi zvinoitirwa kuti varege kuunzirwa dambudziko pavanenge vachiverengwa.