Numeri 7:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka machinda akauya nemupiro wawo pakakumikidzwa*+ atari pazuva rayakazodzwa. Machinda paakapa mupiro wawo ari pamberi peatari, Ezra 2:68 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 68 Pavakasvika paimba yaJehovha muJerusarema, vamwe vakuru vedzimba dzemadzibaba vakapa mipiro yeimba yaMwari wechokwadi nekuzvidira,+ kuti vaivakezve* panzvimbo yayo.+
10 Saka machinda akauya nemupiro wawo pakakumikidzwa*+ atari pazuva rayakazodzwa. Machinda paakapa mupiro wawo ari pamberi peatari,
68 Pavakasvika paimba yaJehovha muJerusarema, vamwe vakuru vedzimba dzemadzibaba vakapa mipiro yeimba yaMwari wechokwadi nekuzvidira,+ kuti vaivakezve* panzvimbo yayo.+