Revhitiko 24:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “‘Mutongo mumwe chete uchashanda kwamuri, kungava kumutorwa kana kumunhu wemunyika yenyu,+ nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu.’” Dheuteronomi 31:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Unganidza vanhu,+ varume, vakadzi, vana, nemutorwa ari mukati memaguta* ako, kuti vateerere, vadzidze nezvaJehovha Mwari wenyu uye vamutye, vonyatsotevedzera mashoko ese eMutemo uyu.
22 “‘Mutongo mumwe chete uchashanda kwamuri, kungava kumutorwa kana kumunhu wemunyika yenyu,+ nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu.’”
12 Unganidza vanhu,+ varume, vakadzi, vana, nemutorwa ari mukati memaguta* ako, kuti vateerere, vadzidze nezvaJehovha Mwari wenyu uye vamutye, vonyatsotevedzera mashoko ese eMutemo uyu.