Numeri 10:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kana akaridzwa ese ari maviri, ungano yese inofanira kudanwa kuti iuye kwauri pasuo retende rekusanganira.+
3 Kana akaridzwa ese ari maviri, ungano yese inofanira kudanwa kuti iuye kwauri pasuo retende rekusanganira.+