RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 1:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Zvino vazukuru vemuKeni,+ uyo aiva tezvara vaMozisi,+ vakabuda muguta remiti yemichindwe+ nevanhu vekwaJudha ndokuenda kurenje reJudha, riri kumaodzanyemba kweAradhi.+ Vakaenda ikoko vakagara nevanhu veko.+

  • Vatongi 4:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Sezvineiwo, Hebheri muKeni akanga aparadzana nevamwe vaKeni,+ vanhu vekwaHobhabhu, uyo aiva tezvara vaMozisi,+ uye tende rake raiva rakadzikwa pedyo nemuti mukuru muZaananimu, iri kuKedheshi.

  • 1 Samueri 15:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Sauro akabva ati kuvaKeni:+ “Endai, ibvai pakati pevaAmareki, kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo.+ Nekuti makaratidza vaIsraeri mutsa nerudo+ panguva yavakabuda muIjipiti.” Saka vaKeni vakabva pakati pevaAmareki.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe