Eksodho 16:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka manheru iwayo zvihuta zvakatanga kuuya,+ zvikafukidza musasa, uye mangwanani dova rakanga rakafukidza pasi mumusasa wacho wese. Pisarema 78:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Akasimudza mhepo yekumabvazuva kumatengaUye simba rake rakaita kuti mhepo yekumaodzanyemba ivhuvhute.+ 27 Uye akavanayisira nyama yakawanda seguruva,Shiri dzakawanda sejecha regungwa.
13 Saka manheru iwayo zvihuta zvakatanga kuuya,+ zvikafukidza musasa, uye mangwanani dova rakanga rakafukidza pasi mumusasa wacho wese.
26 Akasimudza mhepo yekumabvazuva kumatengaUye simba rake rakaita kuti mhepo yekumaodzanyemba ivhuvhute.+ 27 Uye akavanayisira nyama yakawanda seguruva,Shiri dzakawanda sejecha regungwa.