Eksodho 17:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Mozisi akabva ati kuna Joshua:+ “Tisarudzire varume, moenda kunorwisa vaAmareki. Mangwana ini ndichanomira pamusoro pechikomo, ndiine tsvimbo yaMwari wechokwadi muruoko rwangu.”
9 Mozisi akabva ati kuna Joshua:+ “Tisarudzire varume, moenda kunorwisa vaAmareki. Mangwana ini ndichanomira pamusoro pechikomo, ndiine tsvimbo yaMwari wechokwadi muruoko rwangu.”