VaFiripi 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Musaita zvinhu muchikakavadzana+ kana kuzvikudza,+ asi zvininipisei* muchiona vamwe sevakuru kwamuri,+
3 Musaita zvinhu muchikakavadzana+ kana kuzvikudza,+ asi zvininipisei* muchiona vamwe sevakuru kwamuri,+