RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Kana ari mwana wedhongi anotanga kuberekwa, unofanira kumudzikinura negwai. Asi kana ukasamudzikinura, unofanira kutyora mutsipa wake. Unofanira kudzikinura matangwe ese evanakomana vako.+ Hapana anofanira kuuya pamberi pangu achingova maoko chete.

  • Revhitiko 27:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Kana iri imwe yemhuka dzisina kuchena uye achida kuidzikinura maererano nemari yakatarwa, anofanira kuwedzera pamari yacho yakatarwa chikamu chimwe chete pazvikamu zvishanu.+ Asi kana isina kudzikinurwa, ichatengeswa maererano nemari yakatarwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe