1 VaKorinde 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Hama, ndinoda kuti muzive kuti madzitateguru edu ese akanga ari pasi pegore+ uye ese akapfuura nemugungwa+ 1 VaKorinde 10:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 uye ese akanwa zvekunwa zvemweya zvakafanana.+ Nekuti akanwa mvura yakabuda padombo remweya raiatevera, uye dombo iroro raireva* Kristu.+
10 Hama, ndinoda kuti muzive kuti madzitateguru edu ese akanga ari pasi pegore+ uye ese akapfuura nemugungwa+
4 uye ese akanwa zvekunwa zvemweya zvakafanana.+ Nekuti akanwa mvura yakabuda padombo remweya raiatevera, uye dombo iroro raireva* Kristu.+