RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Vatongi 11:23, 24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 “‘Jehovha Mwari waIsraeri ndiye akadzinga vaAmori pamberi pevanhu vake vaIsraeri,+ saka iwe ungavadzinga here? 24 Iwe hautori zvaunopiwa namwari wako Kemoshi+ here? Isuwo tichadzinga munhu wese anenge adzingwa naJehovha Mwari wedu pamberi pedu.+

  • 1 Madzimambo 11:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Panguva iyoyo Soromoni akavakira Kemoshi mwari anosemesa wevaMoabhi nzvimbo yakakwirira+ pagomo rakatarisana neJerusarema, uye akavakirawo Moreki,+ mwari anosemesa wevaAmoni.+

  • 2 Madzimambo 23:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Mambo akaita kuti nzvimbo dzakakwirira dzaiva pakatarisana neJerusarema, dzaiva kumaodzanyemba* kweGomo Rekuparadza,* dzisakodzera kunamatira, idzo Soromoni mambo weIsraeri akanga avakira Ashtoreti, mwarikadzi anosemesa wevaSidhoni; naKemoshi, mwari anosemesa weMoabhi; naMirikomu,+ mwari anosemesa wevaAmoni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe