-
Joshua 12:4-6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Uyewo nharaunda yaOgi+ mambo weBhashani, uyo aiva mumwe wevekupedzisira pavaRefaimu,+ uye aigara muAshtaroti neEdrei, 5 achitonga muGomo reHemoni, muSareka, nemuBhashani+ yese, kusvikira kumuganhu wevaGeshuri nevaMaakati,+ nehafu yeGiriyedhi, kusvikira kunharaunda yaSihoni mambo weHeshbhoni.+
6 Mozisi muranda waJehovha pamwe chete nevaIsraeri vakakunda madzimambo aya,+ Mozisi muranda waJehovha achibva azopa nyika yavo kuvaRubheni, vaGadhi, nehafu yedzinza raManase+ kuti ive yavo.
-