Numeri 22:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Mwari akabva auya kuna Bharami usiku, akati kwaari: “Kana varume ava vauya kuzokushevedza, enda navo. Asi wongonotaura mashoko andinenge ndakuudza chete.”+
20 Mwari akabva auya kuna Bharami usiku, akati kwaari: “Kana varume ava vauya kuzokushevedza, enda navo. Asi wongonotaura mashoko andinenge ndakuudza chete.”+