RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 10:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Vanakomana vaShemu vaiva Eramu,+ Asuri,+ Apakishadhi,+ Rudhi, naAramu.+

  • Numeri 22:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Akatuma nhume kuna Bharami mwanakomana waBheori kuPetori,+ iri pedyo neRwizi* kumusha kwake. Akamushevedza achiti: “Uya uone! Kune vanhu vakabuda muIjipiti. Vazara nyika yese,+ uye vari kugara pamberi pangu chaipo.

  • Dheuteronomi 23:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 “Hapana muAmoni kana muMoabhi anobvumirwa kupinda muungano yaJehovha.+ Kunyange kusvikira kuchizvarwa chechigumi, hapana mwana wavo anotombobvumirwa kupinda muungano yaJehovha, 4 nekuti havana kukubatsirai nezvekudya nemvura pamaibva kuIjipiti,+ uye nekuti vakanobhadhara Bharami mwanakomana waBheori wekuPetori yeMesopotamiya kuti akutukei.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe