Numeri 22:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Asi Bharami akapindura vashandi vaBharaki achiti: “Kunyange dai Bharaki aizondipa imba yake yakazara nesirivha negoridhe, ndaisazomboita chero chinhu chinopesana nemurayiro waJehovha Mwari wangu, chingava chidiki kana chikuru.+
18 Asi Bharami akapindura vashandi vaBharaki achiti: “Kunyange dai Bharaki aizondipa imba yake yakazara nesirivha negoridhe, ndaisazomboita chero chinhu chinopesana nemurayiro waJehovha Mwari wangu, chingava chidiki kana chikuru.+