Eksodho 13:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Jehovha akanga achifamba mberi kwavo masikati ari mushongwe yegore achivatungamirira munzira,+ uye usiku ari mushongwe yemoto kuti avape chiedza, kuti vakwanise kufamba masikati neusiku.+ Eksodho 23:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “Ndiri kutuma ngirozi mberi kwenyu+ kuti ikuchengetedzei muri munzira uye kuti ikusvitsei kunzvimbo yandakakugadzirirai.+ Eksodho 29:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Ndichagara* pakati pevaIsraeri, uye ndichava Mwari wavo.+ Isaya 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Rongai zano, asi richavhiringidzwa! Taurai zvamunoda, asi hazvizobudiriri,Nekuti Mwari anesu!*+
21 Jehovha akanga achifamba mberi kwavo masikati ari mushongwe yegore achivatungamirira munzira,+ uye usiku ari mushongwe yemoto kuti avape chiedza, kuti vakwanise kufamba masikati neusiku.+
20 “Ndiri kutuma ngirozi mberi kwenyu+ kuti ikuchengetedzei muri munzira uye kuti ikusvitsei kunzvimbo yandakakugadzirirai.+