RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 23:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Bharami akabva ati kuna Bharaki: “Sara pano, pedyo nechibayiro chako chinopiswa, ini ndiende. Zvimwe Jehovha achataura neni. Chero zvaanenge andiratidza, ndichakuudza.” Saka akaenda kuchikomo chakanga chisina chinhu.

  • Numeri 23:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Saka Bharami akati kuna Bharaki: “Sara pano, pedyo nechibayiro chako chinopiswa, pandiri kumbonotaura naye ndiri uko.”

  • Numeri 23:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Nekuti Jakobho haazoshurudzirwi,+

      Uye hakuna kana kushopera kungaitirwa kukuvadza Israeri.+

      Panguva ino zvinogona kunzi nezvaJakobho naIsraeri:

      ‘Onai zvaitwa naMwari!’

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe