RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 17:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Ngatitii pakati pako pawanikwa murume kana mukadzi, mune rimwe remaguta auri kupiwa naJehovha Mwari wako, achiita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wako, achiputsa sungano yake,+ 3 orasika, ononamata vamwe vanamwari, ovakotamira, kana kukotamira zuva kana mwedzi kana uto rese rekudenga,+ izvo zvandisina kurayira kuti zviitwe,+

  • Dheuteronomi 17:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Maoko ezvapupu zvacho ndiwo anofanira kutanga kumuuraya, maoko evamwe vanhu vese ozotevera. Unofanira kubvisa zvakaipa pakati pako.+

  • 1 VaKorinde 5:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Mwari achitonga vari kunze?+ “Bvisai munhu akaipa pakati penyu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe