Joshua 18:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Ungano yese yevaIsraeri yakabva yaungana paShiro,+ vakadzika tende rekusanganira ipapo,+ sezvo nyika yacho yakanga yaiswa mumaoko avo.+
18 Ungano yese yevaIsraeri yakabva yaungana paShiro,+ vakadzika tende rekusanganira ipapo,+ sezvo nyika yacho yakanga yaiswa mumaoko avo.+