Numeri 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Unofanira kugadza Aroni nevanakomana vake, uye vanofanira kuita mabasa avo eupristi,+ uye munhu wese asingabvumirwi* anoswedera pedyo anofanira kuurayiwa.”+ Dheuteronomi 33:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ngaadzidzise Jakobho mitongo yenyu+Uye ngaadzidzise Israeri Mutemo wenyu.+ Ngaape rusenzi kuti inhuhwirire zvakanaka kwamuri*+Nemupiro unopiswa wese paatari yenyu.+ Maraki 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti muromo wemupristi ndiwo unofanira kuchengeta ruzivo, uye vanhu vanofanira kutsvaga mutemo* kubva mumuromo make,+ nekuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.
10 Unofanira kugadza Aroni nevanakomana vake, uye vanofanira kuita mabasa avo eupristi,+ uye munhu wese asingabvumirwi* anoswedera pedyo anofanira kuurayiwa.”+
10 Ngaadzidzise Jakobho mitongo yenyu+Uye ngaadzidzise Israeri Mutemo wenyu.+ Ngaape rusenzi kuti inhuhwirire zvakanaka kwamuri*+Nemupiro unopiswa wese paatari yenyu.+
7 Nekuti muromo wemupristi ndiwo unofanira kuchengeta ruzivo, uye vanhu vanofanira kutsvaga mutemo* kubva mumuromo make,+ nekuti ndiye nhume yaJehovha wemauto.