Pisarema 18:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Nekuti ndimi munobatidza rambi rangu, haiwa Jehovha,Mwari wangu anondivhenekera pandinenge ndiri murima.+ Pisarema 119:105 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 105 Shoko renyu irambi retsoka dzangu,Uye chiedza panzira yangu.+
28 Nekuti ndimi munobatidza rambi rangu, haiwa Jehovha,Mwari wangu anondivhenekera pandinenge ndiri murima.+