Genesisi 25:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Abrahamu akafema kekupedzisira, akafa anyatsokura, akwegura uye agutsikana, akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.* 2 Madzimambo 22:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Ndokusaka ndichakuisa kwakaiswa madzitateguru ako,* uye ucharadzikwa muguva rako nerugare, uye maziso ako haazooni dambudziko rese randichaunza panzvimbo ino.’”’” Vakabva vadzokera nemhinduro yacho kuna mambo.
8 Abrahamu akafema kekupedzisira, akafa anyatsokura, akwegura uye agutsikana, akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.*
20 Ndokusaka ndichakuisa kwakaiswa madzitateguru ako,* uye ucharadzikwa muguva rako nerugare, uye maziso ako haazooni dambudziko rese randichaunza panzvimbo ino.’”’” Vakabva vadzokera nemhinduro yacho kuna mambo.