Muparidzi 7:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Zviri nani kuenda kuimba yekuchema pane kuenda kuimba yemabiko,+ nekuti ndiwo magumo emunhu wese, uye vapenyu vanofanira kuzvifungisisa mumwoyo mavo.
2 Zviri nani kuenda kuimba yekuchema pane kuenda kuimba yemabiko,+ nekuti ndiwo magumo emunhu wese, uye vapenyu vanofanira kuzvifungisisa mumwoyo mavo.