Pisarema 22:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Dzakandishamira miromo,+Seshumba inodzvova, inobvambura-bvambura mhuka yayabata.+ Pisarema 35:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nhai Jehovha, mucharamba makangotarisa kusvikira riini?+ Ndinunurei* pakundirwisa kwavari kuita,+Nunurai upenyu hwangu hunokosha pashumba dzine simba.*+
17 Nhai Jehovha, mucharamba makangotarisa kusvikira riini?+ Ndinunurei* pakundirwisa kwavari kuita,+Nunurai upenyu hwangu hunokosha pashumba dzine simba.*+