Pisarema 42:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mwari wangu, ndapererwa* netariro.+ Ndokusaka ndichikuyeukai,+Ndiri munyika yeJodhani nepanzvimbo dzakakwirira dzeHemoni,Ndiri paGomo reMiza.*
6 Mwari wangu, ndapererwa* netariro.+ Ndokusaka ndichikuyeukai,+Ndiri munyika yeJodhani nepanzvimbo dzakakwirira dzeHemoni,Ndiri paGomo reMiza.*