RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 18:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Munondipa nhoo yenyu yeruponeso,+

      Ruoko rwenyu rwerudyi runonditsigira,

      Uye kuzvininipisa kwenyu kunoita kuti ndive mukuru.+

  • Pisarema 21:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Ruoko rwenyu ruchawana vavengi venyu vese;

      Ruoko rwenyu rwerudyi ruchawana vaya vanokuvengai.

  • Pisarema 108:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Tiponesei neruoko rwenyu rwerudyi uye ndipindurei,

      Kuti vamunoda vanunurwe.+

  • Pisarema 118:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Inzwi rekufara neruponeso*

      Riri mumatende evakarurama.

      Ruoko rwerudyi rwaJehovha ruri kuratidza simba rarwo.+

  • Isaya 41:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Usatya, nekuti ndinewe.+

      Usanetseka, nekuti ndiri Mwari wako.+

      Ndichakusimbisa, chokwadi ndichakubatsira,+

      Chokwadi ndicharamba ndakakubata neruoko rwangu rwerudyi rwekururama.’

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe