Dheuteronomi 1:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Asi Jehovha akati kwandiri, ‘Vaudze kuti: “Musakwira kunorwa, nekuti handisi pakati penyu.+ Mukaenda, muri kunokundwa nevavengi venyu.”’ Dheuteronomi 20:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 nekuti Jehovha Mwari wenyu ari kufamba nemi kuti arwise vavengi venyu uye akuponesei.’+ Joshua 7:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka vaIsraeri havazokwanisi kumirisana nevavengi vavo. Vachatendeuka votiza vavengi vavo, nekuti vava kufanira kuparadzwa. Handizovi nemi zvakare kusvikira maparadza chinhu chaifanira kuparadzwa+ chiri pakati penyu.
42 Asi Jehovha akati kwandiri, ‘Vaudze kuti: “Musakwira kunorwa, nekuti handisi pakati penyu.+ Mukaenda, muri kunokundwa nevavengi venyu.”’
12 Saka vaIsraeri havazokwanisi kumirisana nevavengi vavo. Vachatendeuka votiza vavengi vavo, nekuti vava kufanira kuparadzwa. Handizovi nemi zvakare kusvikira maparadza chinhu chaifanira kuparadzwa+ chiri pakati penyu.