-
Pisarema 40:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Akandibudisa mugomba rine mvura ine ruzha,
Mumadhaka anotsvedza.
Uye akaisa tsoka dzangu pamusoro pedombo;
Akasimbisa pandakanga ndakatsika.
-