RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 19:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Akadzingira hama dzangu kure neni,

      Uye vaya vanondiziva vandisiya.+

  • Pisarema 31:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Ndinotukwa nevavengi vangu,+

      Kunyanya vavakidzani vangu.

      Uye ndava kutyiwa nevanhu vekuziva;

      Pavanondiona paruzhinji, vanonditiza.+

  • Johani 1:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Akauya kumusha kwake, asi vanhu vekwake havana kumugamuchira.

  • Johani 7:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Vanin’ina vake vakanga vasingatotendiwo maari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe