Mateu 27:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Mumwe wavo akabva amhanya, akatora siponji, akainyika muvhiniga, akaibayirira patsanga, akamupa kuti anwe.+ Mako 15:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Mumwe munhu akabva amhanya, akanyika siponji muvhiniga, akaibayirira patsanga, akamupa kuti anwe,+ achiti: “Regai akadaro! Tiri kuda kuona kana Eriya akauya kuzomuburutsa.” Ruka 23:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Kunyange varwi vaimutsvinyira, vachiuya paari vomupa vhiniga+ Johani 19:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Paiva nemudziyo wakanga uripo waiva wakazara vhiniga. Saka vakaisa siponji yakazara nevhiniga pashanga rehisopi,* vakaiisa pamuromo wake.+
48 Mumwe wavo akabva amhanya, akatora siponji, akainyika muvhiniga, akaibayirira patsanga, akamupa kuti anwe.+
36 Mumwe munhu akabva amhanya, akanyika siponji muvhiniga, akaibayirira patsanga, akamupa kuti anwe,+ achiti: “Regai akadaro! Tiri kuda kuona kana Eriya akauya kuzomuburutsa.”
29 Paiva nemudziyo wakanga uripo waiva wakazara vhiniga. Saka vakaisa siponji yakazara nevhiniga pashanga rehisopi,* vakaiisa pamuromo wake.+