Zvirevo 16:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jehovha akaita kuti zvinhu zvese zviende nepaanoda kuti chinangwa chake chizadziswe,Kunyangewo kuti vakaipa vaparadzwe pazuva redambudziko.+ Dhanieri 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Nebhukadhinezari akabva atsamwira Shadreki, Misheki, naAbhedhinego kwazvo, chiso chake chikachinja,* uye akarayira kuti moto ukuchidzirwe kuti upise zvakapetwa kanomwe kupfuura zvawaisiita. Dhanieri 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Nebhukadhinezari akabva ati: “Mwari waShadreki, Misheki, naAbhedhinego ngaarumbidzwe,+ uyo atuma ngirozi yake ikanunura vashumiri vake. Vavimba naye uye varamba kuteerera murayiro wamambo; vazvipira kufa pane kushumira kana kunamata mumwe mwari kunze kwaMwari wavo.+
4 Jehovha akaita kuti zvinhu zvese zviende nepaanoda kuti chinangwa chake chizadziswe,Kunyangewo kuti vakaipa vaparadzwe pazuva redambudziko.+
19 Nebhukadhinezari akabva atsamwira Shadreki, Misheki, naAbhedhinego kwazvo, chiso chake chikachinja,* uye akarayira kuti moto ukuchidzirwe kuti upise zvakapetwa kanomwe kupfuura zvawaisiita.
28 Nebhukadhinezari akabva ati: “Mwari waShadreki, Misheki, naAbhedhinego ngaarumbidzwe,+ uyo atuma ngirozi yake ikanunura vashumiri vake. Vavimba naye uye varamba kuteerera murayiro wamambo; vazvipira kufa pane kushumira kana kunamata mumwe mwari kunze kwaMwari wavo.+