RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 14:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Ndapota, regererai kutadza kwevanhu ava maererano neukuru hwerudo rwenyu rusingachinji, sezvamanga muchiregerera vanhu ava kubvira muIjipiti kusvikira zvino.”+

      20 Jehovha akabva ati: “Ndavaregerera sezvawataura.+

  • Jeremiya 30:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 “Nekuti ndinewe,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “kuti ndikuponese.

      Asi ndichaparadza marudzi ese andakakuparadzira kwaari;+

      Asi iwe handizokuparadzi.+

      Ndichakuranga* zvakafanira,

      Uye handizombokuregi usina kurangwa.”+

  • Mariro 3:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Rudo rusingachinji rwaJehovha ndirwo rwakaita kuti tisapera,+

      Nekuti tsitsi dzake hadzimboperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe