RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 9:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Nemhaka yeizvi, makavaisa muruoko rwevavengi vavo,+ avo vakaramba vachivatambudza.+ Asi munguva yekutambudzika kwavo vaichema kwamuri, uye imi maivanzwa muri kudenga; uye nekuda kwetsitsi dzenyu huru maivapa vaponesi vaivanunura paruoko rwevavengi vavo.+

  • Isaya 48:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Asi ndichadzora kutsamwa kwangu ndichiitira zita rangu;+

      Ndichazvidzora pamusoro pako ndichiitira kurumbidzwa kwangu,

      Uye handizokuparadzi.+

  • Ezekieri 20:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Zvisinei, ndakazviitira kuti zita rangu rirege kuzvidzwa nemarudzi avaigara nawo.+ Nekuti ndakaita kuti vandizive pamberi pemarudzi acho pandakavabudisa munyika yeIjipiti.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe