Eksodho 25:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Makerubhi acho anofanira kunge akatarisana, akavhurira mapapiro awo maviri kumusoro,+ achivharidzira chekukwidibirisa nemapapiro awo. Zviso zvemakerubhi zvinofanira kuva zvakakotamira pachekukwidibirisa. Eksodho 25:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndichazviratidza kwauri ipapo uye ndichataura newe ndiri pamusoro pechekukwidibirisa.+ Ndichaita kuti uzive zvese zvandichakurayira nezvevaIsraeri ndiri pakati pemakerubhi maviri ari pamusoro peareka yeChipupuriro. 1 Samueri 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka vanhu vakatuma varume kuShiro, vakanotora areka yesungano yaJehovha wemauto, uyo agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi.+ Vanakomana vaviri vaEri, Hofini naFiniyasi,+ vakanga varipowo vaine areka yesungano yaMwari wechokwadi.
20 Makerubhi acho anofanira kunge akatarisana, akavhurira mapapiro awo maviri kumusoro,+ achivharidzira chekukwidibirisa nemapapiro awo. Zviso zvemakerubhi zvinofanira kuva zvakakotamira pachekukwidibirisa.
22 Ndichazviratidza kwauri ipapo uye ndichataura newe ndiri pamusoro pechekukwidibirisa.+ Ndichaita kuti uzive zvese zvandichakurayira nezvevaIsraeri ndiri pakati pemakerubhi maviri ari pamusoro peareka yeChipupuriro.
4 Saka vanhu vakatuma varume kuShiro, vakanotora areka yesungano yaJehovha wemauto, uyo agere pachigaro cheumambo pamusoro* pemakerubhi.+ Vanakomana vaviri vaEri, Hofini naFiniyasi,+ vakanga varipowo vaine areka yesungano yaMwari wechokwadi.